Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
I don't understand Shona but mufana aneyese uyu
Kwaaaaaaaaa haana muromo
Uuuuumh haasi munhu weku Saiza kkkkkk JP hardworking and Talented again ..Talks..
Ane chipo ndatenda hangu
Ndorinonzi svikiro iri kana musingazive
job well done jah prayzah. keep up the good work
Anomakwa ndiye aneBhora. Great performance JP.
aikaka kasi kusvikirwa imhosva here , tikurasikira papi vanhu mazuva ano.who said kusvikirwa is demonic
hapana kusvikirwa apa, he is just singing from his heart, i think music is in his heart so whenever he perform he perfoms perfectly
ah manje this time akuzosvikirwa nekuda kutamba netumadhara 'ana garwe'
Full of energy #Superstage peformance
hardworking man .still watching it 2018
Oh my God
Ko kusvikirwa kwacho kuri papiko nhai vanhu aaaa veduwe munhu haumbofa wakamugona ba sure kkkk
asi maimbiro ake kuita seagarwa kudayi anosvikirwa uyu kani n
Kusvikigwa kwetiko
Kweyiko
That's talent right there bro
Africanacity our true music not dancehall
We are Africans and svikiro rake ramuitisa mari
tooneswa mashavi kkkkkkkkiest
Hy Jah prayzah that video was charming
Apana kusvikirwa apa vanhu vekumona vhudzi ava tovaziva vanowanza weed,kutomuka tomuka kwese uko mayaya,anofondotsa
I love it, great performance, can't stop watching all your live shows where you sang Goto. You have a true talent.
isvikiro chairo zvino zvinofambidza ne satanizim here
ndeve Satan I zim
Jah Prayzer unogona chose
Anobudirwa uyo terera original song yacho nemumbiro waakaita apo changa chabata chekwake
Madharamadhara
munhu akanakirwa nebasa rake hanzi akusvikirwa musarwadziwe
PAKAIPA BOYZ THATS GREAT
–
Masoja to the world
He's full of energy. JP is amazing. Keep it up man.
Woza woza ,Jah Jah,monate oo.
That part where all instrumental stops gives me goosebumps
I call it pure talent and energy not kuswikirwa
I remember this day sha! The best part of it was when I touched his hand amaiweeee!!!!
This kinda music that connects us o our roots. Unonyatsofeeler kuti inini Im African listening to this
Hapana kana chakaipa pakusvikirwa it shoz kti zvirimaari plus kusvikirwa kunotoratidza kuti vekwake vanaye
A genius performer