#mukudzeijnr #jahprayzahalbum2021#jahprayzah #zimrealityeyetvlatest #zimrealityeyetvdjsparks #zimcelebs #mukudzeijnrsongs #jahprayzahsongs #jahprayzahvidoes #mukudzeijnrftjahprayzah
Jah prayzah in collaboration with his son Mukudzei jnr (what do you Think?)
source
First guy sparks ?
Ose machena
Thirdaldo #3
Chibhomba bholato
Ko album ya 2021 inobuda rinhi ko?
Ngachiuye
Takamirira
Ngachiuye handinakirwe ne music zvkudaro hangu but team mukudzei ndoterera
Ngariuye takamirira
https://youtu.be/QGD_gM4E470
Ndachiuye vakabatana ndovada vanhu vaviri ivava❤❤❤???
Ngavaunze tinakidze nzeve
Ngachiuye zvacho
Ngawaputitse towone
Can't wait ❤❤
Takamirira chibhomba chacho
When mukudzei becomes mukombe
Saana Peter Moyo vakazobudikira daddy vafa iye zvino hatichaziva kuti ndi actor here kana kuti musician kana iye wacho haasi sure kuti iye chiyi hahaha, mukudzeyi chimhanye coz
Honai selmor akatanga mudhara achiri mupenyu hazvina kumbomunetsa
Can't wait
Can't wait
Ngachitswe tiripo hedu
Vahanzvanzi
Cant wait
Mukudzei na baba ngachiuye
Ngachiuye
Dj murikutaura peter moyo. Dewa uchamufambira akamungwacha. Kuti zvisazoita sevaya vakazobudikira mudhara afa ndi peter akuna mumwe???????????
Ngachiuyeeeeeeee
Ummmm vakuda kupedza masport manje cnt wait
………..
Ngavauya tirikuvada
Dhute ati haaaaa
Waiting………
Rovai ngoma daddy kana ndiri ndega handigoni…
Singing hangu
Ehe ngoma ngaiuye toziva kut munozvigona