Jah Prayzah – Chimwe neChimwe Lyrics (Gwara Album)
Gore riye rakauya nenhamo
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho
Tichabira rwizi mai mwana
Chingoomera uripo mangwana zvinonaka
Dura riya uchariona razara
Tichapanda mhodzi mai mwana
Nzara mumba mangu ndikafunga kachana
Chimwe nechimwe chine nguva yacho
Tichabira rwizi mai mwana
Chingoomera uripo mangwana zvinonaka
Dura riye uchariona razara
Tichapanda mhodzi mai mwana
Tseketsa yakasara
Takaikangira mudhumeni chikwere chikasara nhoko
Kana pfuma yenhaka
Yakaperera mukuripa ngozi yakasiwa nababa
Ndaiti tichabereka mwana anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
Ndaiti tichabereka mwana anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
Gore rakauya nenhamo
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho
Tichabira rwizi mai mwana
Chingoomera uripo mangwana zvinonaka
Dura riya uchariona razara
Tichapanda mhodzi mai mwana
Nzara mumba mangu ndikafunga kachana
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho
Tichabira rwizi mai mwana
Chingoomera uripo mangwana zvinonaka
Dura riya uchariona razara
Tichapanda mhodzi mai mwana
Hama dzikauraya mombe
Kutomhanya nebakatwa kunoita mucheka dzafa
Hama dzikauraya mombe
Kutomhanya nebakatwa kunoita mucheka dzafa
Shungu dzirege dziputike
Buritsa misodzi zvireruke
Ukawira pasi usimuke
Shungu dzirege dziputike
Buritsa misodzi zvireruke
Ukawira pasi usimuke
Gore rakauya nenhamo
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho
Tichabira rwizi mai mwana
Chingoomera uripo mangwana zvinonaka
Dura riya uchariona razara
Tichapanda mhodzi mai mwana
Nzara mumba mangu ndikafunga kachana
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho
Tichabira rwizi mai mwana
Chingoomera uripo mangwana zvinonaka
Dura riya uchariona razara
Tichapanda mhodzi mai mwana
haiwa ….haiwa……haiwa…hai…..hai…
Ndaiti tichabereka mwana anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
Ndaiti tichabereka mwana anosara achitevera gwara
Mimba ikaramba kubata
source
Love this song it has a great meaning JP rambai makadaro changamire
Masterpiece