Produced by G Fingerz
Available on Youtube for 24 hours and thereafter only available officially on Gateway Stream Music
source
Produced by G Fingerz
Available on Youtube for 24 hours and thereafter only available officially on Gateway Stream Music
source
My favorite part is 4.07 to 4.57
Proudly Zimbabwean
Add a like if this builds a sense of belonging as an African
haaa this song is a fire tune , i listened to it for the first time today and deeply fell in love with the lyrics. well done JP haaa apa makabata ngoma ndaiisa mu group rana Hakata. so profound.
Bvumbamirai machembere
Loving this song
aya ma1 aya
JP is a living legend, I just love the way he does every song in his own way, the Zimbabwean style
❤️❤️❤️
Hondee ….
Jah Prayzah always delivers more than the expected…..Zimbawbwe should be a proud country because of her talented son…
Ndodaira kuti ndichagarika nokuti mandinzwa muchembere
makata iwe makata tichingoripo tichigomera asi mangwana tichateremuka……..nekuti mandinzwa muchembere…..
Bvumbamirai vahera vokwanyashanu????thank you JP
Ancestors approve playing this masterpiece on youtube … deep words indeed.
Huyai mupukute masidzo Angu…… Ndodaira Kuti ndichagarika???
Mazwi akadzama kumachembere. Good music from jah prayzah
Golden voice
Great song…Thinking of my sekuru, May Your Soul Rest In Peace
Forever in my heart ..# 07 January 2021 #its now 8 months but feels like yestday❤❤i miss yu
?????
JP is my music icon…nyangwe zvikanzi akanganisa…jp ndizvo jp to the world…much love❤❤❤
Iyi song inopinda mumabhonzo chaimo. Jah wakagonesa thanks ?
Definition of Zim Music ?no matter how we may try to shift from our culture ,we know that Jah Prayzah will Always remind us ?
Lyrics
Pamunovhika, painovhuruvhuta
Mweya yakaipa, mweya yandinotya
Pamunovhika, painovhuruvhuta (honde)
Mweya yakaipa (aah honde), mweya yandinotya (honde)
Painodzoka, ichamirira kwadoka (honde)
Mweya yakaipa (aah honde), mweya yandinotya
Painodzoka, ichamirira kwadoka (honde)
Mweya yakaipa (aah honde), mweya yandinotya
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu(bvumbamirai)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera(bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Kwekwe Tamuka ka, urarame semucheche
Vadzimu varimugomo, havasati vapindura
Kwekwe Tamuka ka, urarame semucheche
Vadzimu varimugomo, havasati vapindura
Shungu iwe, shungu iwe (aye)
Zviuya zvirimberi (aye)
Izwi revarimusango, (sango aye) harisati ranzwika
Shungu iwe, shungu iwe (umm aye)
Zviuya zvirimberi (aye)
Izwi revarimusango, (musango aye) harisati rapindura
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndotarira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Homwe ichabereka dzimwe homwe
Mukoma rugare hande, mukoma rugare
Kumbirawo uchenjeri, uchazova chikonzero
Cherugare hande, mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka pamucharangarira vamwe
Mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa
Rugare hande, mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka pamuchakomborera vamwe
Mudzimu unoyera baba ndovavarira
Rugare hande, mukoma rugare
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douya mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira
Vabereki vedu ma pillars mulife yatorarama. Thank you Jah
This is amazingly beautiful
everytime i listen a want to put a like of appreciation,then i realise i already did…JP the GOAT
The production on this song is amazing ?
Paanoti “Mukoma Rugare haa “kuvele kuthi mandikhale?? apa ndiye mukoma wacho futi
This type of music is rich. Very strong message of encouragement there and hope. The instrument well played. Ohh my goodness this is just lovely a piece of cake not to be missed. I like how JP sings music with a touch of our culture and how we should value and believe in our ethnics. Keep it up man.
THE BEST DAMN ALBUM OF 2021 #GWARA … CAN'T EVEN SKIP ANY SONG FROM THIS ALBUM … THIS IS EXCELLENCE IN MOTION #LEGEND #ZIMTREASURE
VA JAH MAKAIPA NDATENDA HANGU!!
Panoti ndodzungaira haaaa handina remuromo .
Deep esoteric content, inspired of the high celestial.
JP is really gifted. He never disappoints and his music is food for the soul…..it really goes in deep
You’re the best ?
You’re the best ?
This is my personal favourite. Quite a strong prayer. Well done JP
Each word sinks into the deepest part of my soul, speaking to the unspoken narratives hidden in the heart, the sighs that cannot be translated into words. This is what a great composition should accomplish. A sobering and reflective piece. Well done once again JP, this will definitely be one of the markers of your music legacy.
if you have lost count of the number of times you have played Bvumbamira, isa like tione.
I cant stop listening to this so ???❤️
This song is something else…the lyrical depth is unmatched ??
Can this be chapter 5 for Nhoroondo?
Who is here today with me. song on repeat
After losing my newborn daughter and a job last year, this year the Lord blessed me with another better job and a son around the same period i lost last year. This is the reason why i always play this song. Its a prayer in itself to all those who have gone through trials and tribulations. Never give up.
Pulled me thru 2021…carrying it over to 2022 and beyond
mhhhhhh guys instrument iro . G Fingers you know you stuff