Wa gwi zi kabhasikoro kandikanyira
Kakadambuka carrier
Ndakatumira nhume zvicharamba yakawira mutsime
Ndokufumira kufamba kuchinaya, ndakarasika pamharadzano
Toti boi boi, maziso kuti boi
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda

Kana ndouya ikoko, vesa kamoto
Ndikaona kamwenje murima
Ini ndoziva pauri ipapo
Ndine hunya webote nedondo
Kuteera kwakada moyo
Ndisunungure ndiwane zororo
Wandipawo manyemwe embongoro
Ndisunungure ndiwane zororo
Wandipawo manyemwe embongoro
Ndini ndaikudongorera
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ndichiti fambe fambe ndomira
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Haa rudo ndimonere

Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ukabvuma ndichakureera
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ndafamba rwendo chimhandara
Iwe kure kwandinobva
Ndaizeza kutaura pada moyo
Shoko racho ndoridudza
Asi dai taisangana muchimana
Dai ndakujaira
Asi sai taizivana kubvira kare
Dai ndakujaira
Asi sai taizivana kubvira kare
Pachiraa
Ndaufunga kuti ndipfumbunure
Zvirimuhana
Ndini ndaikudongorera
Ndakaragara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ndichiti fambe fambe ndomira
Ndichikuda ndichinyara
Haa rudo ndimonere
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Ndakagara ndichikuda
Ukabvuma ndichakureera
Ndakagara ndichikuda ndichinyara
Kuti boi boi maziso kuti boi
Hooo ooooh ooh oh
Hooo ooooh ooh oh
Hooo ooooh ooh oh, ooh oh oh
Hoo oh oh oh oh
Hoo oh oh oh oh
Hoo oh oh oh oh
Ramba uchidira so more
Hoo oh oh, some more
Hoo oh oh, some more
Hoo oh oh, some more
Kana uchifarira Jah Prayzah

source