#winkydhappyagain #zimrealityeyetv #dhafunaizaboom #dhafucomedy #dhafunaizaboomfilms2021 #passionjavarecords
Hanzi nema fans Dai winky d akaisa Dhafu pa happy again Video
source
#winkydhappyagain #zimrealityeyetv #dhafunaizaboom #dhafucomedy #dhafunaizaboomfilms2021 #passionjavarecords
Hanzi nema fans Dai winky d akaisa Dhafu pa happy again Video
source
First
Anorwara uyo haiwa munhu anoisa waanoda pa vidz yake
Zvaizonakidza manje kkkk
Zvakanaka zvakadaro
And what is the problem with putting murungu pavideo ,hanti tese tiri vanhu here ndopanotangira racism ipapo….iwe ita yako video uise Dafu
Kkkkk haha ?
Haa anopenga uyo iye anonyora mabhuku echirungu, anogara kuvarungu vana vake vanoenda kuzvikoro zvevarungu, akaroorwa nemurungu, anotaura chirungu. Saka Winky D adiyi apa. Icho chinopisa wena
I'm the biggest fan waWinky D handina kumbodaro hangu
Uyu itori imbwa sesurname yake
Anopenga uyo murungu haasi munhu here nxiii?
Ivo ngava nyore yavo song vaise dhafu wacho isu pachi Gaffer pedu taka pedza
Kkkkkk gafa anga Ati shamisa kuti December pasina hot anga andishamisa munhu mukuru uyo gays masa dherere
Use English please….your language is so weird
taura hako. vanhu vanoda kungopikisa
Phd degree ndorinonetsa munhu anoita zvaanoda neart rake
??????
Boat rainyura
Jealous ndo rinotambudza vanhu
???Taura hako Spark's ko iye wacho akaroorwa nemurungu akadii kuramba anopenga uyo
My best Chanel. Ramba wakadzvanya sparks
Kuti anorwara here Winky Dee
HAAA PIPO vanoda kuita like vanofunga after someone's art or opinion l realised kuti these pipo are empty headed havana data vanozoda kuita sevanofunga kuda kungoCorrecta correcta
Vakadaro ngavagadzire video yavo nonsense
The problem is looking at it as just casting. My man winky here was just trying to show love triumph over money and other factors such as social class and race. hence the queen to be of Maldives running off with a black worker with dirty hands and no money.
Kkkk Tsitsi ane jealous anoda iye ega kutamba nevarungu