Freeman Drops a thriller, dedicated to Soul Jah Love entitle Sauro,Here are the Sauro Lyrics, do check them out.May His Soul Rest In Eternal Peace

Freeman Sauro Dedication To Souljah Love
Freeman Sauro lyrics

Sauro sauro utirangarire sauro
Sauro nyika yese yakasuwa
Nekuda kwako sauro

Ndanyora misodzi pamatama tichisvimha
Ufambe mushe sauro
Dai wakationeka pamwe zvaizova nani
Ufambe zvakanaka sauro
Achatiimbira ndiani zvinhu zvazvadai
Ufambe mushe sauro

Our social platforms IG@The_Musical_Crib , Facebook @TheLyricalcrib

Follow FreemanHKD

IG-RealFreeman

#Freeman#RIPSoulJahLove#DedicationToSoulJahLove#SauroLyrics#TheLyricalCrib#HKD#Zimcelebs#NashTv

source