Winky D’s private life might be coming to spotlight after his pictures with Lady Squanda leaks on social media platforms
#WinkyD #Gaffa #LadySquanda #TFreddy
source
Winky D’s private life might be coming to spotlight after his pictures with Lady Squanda leaks on social media platforms
#WinkyD #Gaffa #LadySquanda #TFreddy
source
Thanks very much for your support vazukuru vangu especially for subscribing to our family channel. Much love
Zviko futi haaa izvo ndezva Winky ega anozvizivira pluz Ndoska kune MaDNA
Ini hangu handizivi chokwadi , but munhu anogona kungobatawo mwana asiriwake hazvirambidzwe.
Saka chichanetsa chiii uye moyo muti maporofita edu aya anoporofita guhwa ko sei chiporofita chavo chichiwandira kuvanhu vane mari kureva kuti mwari haagoni here kuvapa chiporofita chahwindi kana chemunhu anotengesa chibage pabhazi
Mufananidzo ndewa kare
not winky d
Murikungofungidzira kuti its winky d but hapana kumbonzi winky d according to yacho ikunzi prophecy
vnhu tsvagai mabasa kwete kutsvaga mashoko
Anonyepa uyu Freddie akuda attention
Whether ndewake or haasi isu gafa hatifi taribuka….#gafa kusvika ndafa
Gafa ndomira naye kusvika ndafa vanovenga ngavavenge zvavo Winky ndewedu privacy yaWinky hatinei nayo toda music
Winky has the right to choose who he wants to bed.. GO GAFFA…??
Haaa zve life ye Gaffa mukuzvida but unfortunately hamuna chamuri kuwana
takutotya kubata vana tichitorwa mapics zvinozonzi ndevedu??
Hie uncle
But mhuno haisi yekwana winky iyi
Prophet makatadza kuzviporofita kuti church ichaputswa,, makuona zve gafa apa zviri zvenhema,, these are all musicians who have a private life,, I stand by Gafa be guided accordingly.
Sekuru ko Winky akaroora here ???
munorwara ne brain tsvagai ma views zvakanaka mave munhu mukuru mudhara iwe
Muzimbabwe ndosaka takasara we dnt knw to mind our business
zvekumama izvo nxaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
Kunyangwe akaita waBiggy zvine basa rei? Biggy tichamira naye till the end. Mudhara mudhara hazvichinje!
You talk to much chingoty gaa pangaya ka
pamwe pacho tangai matsvaga chokwadi vana saint
Kkkk ngewake