Shame zvechokwadi MWARI ndiye chete anoziva remangwana redu pasi pano idandaro hapasi pedu tose ndonzira yedu but it's painful mwana my daughter be strong
Bounty dai usina kusiya soul dai arimupenyu nhas. N wakamuda uchiziva kut he is diabetic n wakaziva mararamiro aaimboita n you promise to take care of him ,where is your promise man ,wakadii kutichengeterawo jahlove why
Very sorry Chimhamha.. You are the best of all dai wakaramba zvako unaye unoratidza kuva munhu ane rudo zvakanyanya. God bless you. Rest in peace Chibaba
Atleast hana kuita zvana sister ya Moana zvekuita kuvhurika kutaura mashura chaiko munhu wafirwa… Rest well Sauro and may God give you more strength Lisa
Bounty achinja yooh…lam shocked…kudzikamira chaiko ,wow
Nice speech chimhamha , may his soul rest in peace ?
Rest in peace Sauro
So sorry ?????????
Unogona kutaura
?
May you find comfort in this difficult time Rest I Peace Ngwendeza
Shame zvobata.thanks my sister hauna kuda kushora umwe wako
Aaaaa shame mudzimai vapihwa nguva
Dignified wise woman
Shame zvechokwadi MWARI ndiye chete anoziva remangwana redu pasi pano idandaro hapasi pedu tose ndonzira yedu but it's painful mwana my daughter be strong
Bounty is a Real Woman nhaim she so calm ???
Bounty dai usina kusiya soul dai arimupenyu nhas. N wakamuda uchiziva kut he is diabetic n wakaziva mararamiro aaimboita n you promise to take care of him ,where is your promise man ,wakadii kutichengeterawo jahlove why
Well articulated Bounty Lisa
wow …uv really shown that there is a life behind camera life…zvandaifunga handizvo…haiwa manyepooo…well said Bounty
Thanks Lisa nekutaura kwakanaka
Bounty wakaberekwa kumhuri ine hunhu zvinongoonekwa nehuchenjeri hwako pakutaura, Mwari vakunyaradze.
Iiiiiiiiiiih, uyu mwana anonzi Bounty akawoma, exceedingly composed. I salute you
Ndokudai Chimhamha you always be Chimhamha chedu
tikudakuona zvikuitika please!!
I love you Bounty Lisa …Soo composed….Chimhamha u will always be
Very sorry Chimhamha.. You are the best of all dai wakaramba zvako unaye unoratidza kuva munhu ane rudo zvakanyanya. God bless you. Rest in peace Chibaba
Well said, softly & calm spoken above all maturely done Bounty Lisa.
Salute my sister, well dignified Lady. ????
Thank you Bounty for kind words
love you Bounty may God Comfort you
Saka wakamutizirei
she did not attend her ex husbands funeral.
God bless you Bounty
Soft spoken.l can see why Soul aikuda.wasiyana nezvimwe zvima mistress wakamboimba wani
Atleast hana kuita zvana sister ya Moana zvekuita kuvhurika kutaura mashura chaiko munhu wafirwa… Rest well Sauro and may God give you more strength Lisa