#tatelicious #jahprayzah #mambodhuterere #maitt #madamboss #evidencechihera #nashtv #passionjava #pokello #mnangagwa #dhuterere #olindachapel #souljahlove #Zimcelebs #mubaiwa #Zimdancehall #ginimbi #maittlatest #winkyd #jahmaster #enzoishall #tateliciouslatest #zimpolitics #mdct #zanupf #Paguhwadotcom
source
Plus my King Dhuterere ana kutaura zita ra Jah
Thts true chihera jah ane mwoyo wakanaka
How do you keep audios from 2014 to 2021. Enemy of progress.
jarprayzah is a Hero nomatter what comes he is talented guy Master of ceremonies .
You have a point Chihera
ko chihera why asingaite maVideo mumba sevamwe anenge achingova mumota dai ari umwe asiyana nazvo zvema video izvi
Maoko maoko achihelele, makuma vamwene.
Aaaa wataura chokwadi, madam Boss ndivo vakatanga, madam Boss imbwa nyoro, imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatovo asi vanhu havatombozviona…kkk….very strange.
Well sad chihera
Taura hako chihelele, madam boss inyoka, vane makuhwa n she pretends to pple kunge munhu bhoo, Mai tt bho zvekuti ndima fira kureva,
yess chihera
On point Evidence, that's very true, manager is wrong
Zvakaoma.
kkkkkkkkkkk une chokwadi chinobhowa and like it abou you, hanzi nyoka uridofo
thumb up kuna mwendamberi
Mukudzei anogona anoimba zvinemusoro plus kuziva zvekuridza
JP ingoda ukatorwadziwa naye haupore vakuru vemusic chaiwo
That is very true,
Thank you Chihera for telling the truth about Japereza
Well done Chihera that manager is a Real ?nyoka chaiyo murume uyo
Harositori voice rake iro
Hanzi waishanda uneattention yekuda kumupandukira kikiki
Apa wa analyza nyaya zvizere zviri fair I thnk yu shud focus mo on analysing makuhwa
Kurai Mai imi
apa wataura chokwadi evidence
Akamakwa ndeane bhora Jah ndiwe unaro bhora siyana navo iwe . Enda mberi iwe
Ndiani ari kunzwa kunge vanhu vari kunamata at the background of guhwa
U say the truth apa Chihera
Ataura chokwadi Evidence
Chihera kutuka hakubatsire asi chandinoziva ndechekuti chisingapere chinoshura even makataura zvakawanzika sei hapana hapana
Haiwawo mushonga wechiii jah anotogona enechipo murume uyu. Bhudherere siyana na jp
Dhuterere ngaadzikame akatanga kuimba manje manje ngaasazviisa mulevel naye
Mwana wekunatira ndeupi iyeye????
Mazhaba??????
The lady is on point
Dhuterere siyayi zvisinei nemi aizvitaurirei
Taura hako Eve Jah anoda vanhu zvesure bt vanhu vanobhaiza
Chokwadi chemahara
evidence is funny to me …I used to hate her but I love me some evidence
Jar Prazah akatobvawo mumaoko aKapfupi(Freddy Manjalima)