#djtowerslivinglegend #winkydvideo #winkydhappyagain #zimrealityeyetv #RayVines #Rayvines2022
Dj Towers Attack Winky D | Ray Vines Hanzi munhu asina ku vhota munyimei sadza
source
#djtowerslivinglegend #winkydvideo #winkydhappyagain #zimrealityeyetv #RayVines #Rayvines2022
Dj Towers Attack Winky D | Ray Vines Hanzi munhu asina ku vhota munyimei sadza
source
Ndiani ndatanga pano PA moza
Dj ndini ndatanga ndimhoresewo
Kkkkkkkk Mwana apikira kuramba Doro
https://youtu.be/wr5GBCT3KKE
Uyu anopenga wamuti towas kumha aaa kwake
Tawas idako
Tawaz murwere uyoooo …. Ray Vines apedza
Waterera here or wangonhanyira kut ndatanga
Tawaz anorwara nepfungwa
Tawaz anorwara nepfungwa
Towers needs rehab his mentally disturbed
Ari Right mufahna uyo
Haaa tawazz murwere wepfungwa uyoo ungati kushata plus kupenga haaa varikukushandisa shaaa ndimbo enda kumasowe obatsirwa shaaa
haaa towers needs a mental hospital
Haaaa Gafa haripindure anaa pambwaaa avaaa
Dj ndipeiwo link re video yakanzii nharoo dzepa Gheto
Ndizvo zvauri kudzidziswa kuzanu pf kuti vasina kuvhota vanyimwe sadza.Unorwara nepfungwa DJ towers
Unopenga dj towers you are inmature ungada kuzvicompare na winky D anozvishandira unodada nekukumbira
Mfesi iwewe nyaya dzaqo ndedzekushaya
Wangu tawaz tikwanire tiri gafa kusvika tafa
Tawaz wakuda kufirabmumaoko mevanhu
Towers urichibage nyarara uko unopenga anonyimwa sadza rako here
Tawaz kushata
Tawaz imboko yemunhu
https://youtu.be/0Ced0iH_LWA
Tawaz muendesei ku hospital anorapwa
ko Winky d adii Towaz murwere
uriwekushaya iwewe
Towers chikwambo cha Java
Paanonyanya kupenga Java ndopaanoitawo mari zhinji.
Uri mhat* tawazi
Iri zibenzi chairo rinonzi Towerz iri
Tsek iwe mhata yako tawaz
Towers uriduzvi
Akujairira DJ towers akushaya zvekutamba nazvo hre