Dj Shugeta Akumbira Peter Dhewa Moyo Ruregerero Posted by Saint Tv | Feb 24, 2022 | Ammara Brown | 23 | Dj Shugeta Akumbira Peter Dhewa Moyo Ruregerero #TafadzwaShugeta #PeterDhewaMoyo source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Donavine Nathan on February 24, 2022 at 8:36 pm Agona kukumbira ruregero bcz akatuka nevasina mhosva Reply
deliwe ndlovu on February 25, 2022 at 1:15 am Shugeta has done a good thing to apologise he was wrong and in future he must learn to select his words Reply
Nokuthula Nsukwini on February 25, 2022 at 3:49 am Vanhu kuzvimbirwawo futi, ko akafa anopinda papi Reply
Nakiso Madzivire on February 25, 2022 at 6:03 am Ndaomera sekuru . Ndanzwa zvichirwadza kubaya ka like Reply
Swema Richardmakonope on February 25, 2022 at 8:32 am Akagona sorry inobatsira kunyanya pavaviri vatadzirana .zvowanika kuona kwangu pakakonzera izvi ndopaye painzi baby wake abuditswa Guyo achiti asinguru?? Reply
Nyasha Mukorera on February 26, 2022 at 4:43 am kana ichibva pahana pake nesu tinomuregerera ndiko kuvamunhu akabva kuvanhu Reply
tania muguta on February 26, 2022 at 1:41 pm yaa shugeta wakaratidza kuti umunhu mukuru neapology thank you Reply
Rock Maposa on February 26, 2022 at 9:56 pm Yaa agona but, murume nyora wafunga mhani, atizvidiii atizvidii atiizviidiii Reply
Tripple tee Mr champion on March 1, 2022 at 6:44 am Shugeta ngaakwane uyo asatiitire zvisina basa Reply
Shugeta aratidza kukura
Agona kukumbira ruregero bcz akatuka nevasina mhosva
Ma1 ayo
Kkkk naDhewa maisvitsana kumapena
Makwikwi
Uncle hair cut henyu kuseri kkkk much ❤️
Nhasi ndamutangirai kudzifambira nyaya dzacho
msure vaitoita kamwe kadrama
Shugeta has done a good thing to apologise he was wrong and in future he must learn to select his words
Vanhu kuzvimbirwawo futi, ko akafa anopinda papi
Ma1chaivo zviri nani azokumbira sorry
Well it takes a gentleman to sorry ?♂️?♂️
Ndaomera sekuru . Ndanzwa zvichirwadza kubaya ka like
Akagona sorry inobatsira kunyanya pavaviri vatadzirana .zvowanika kuona kwangu pakakonzera izvi ndopaye painzi baby wake abuditswa Guyo achiti asinguru??
Yaa agona mnje
kana ichibva pahana pake nesu tinomuregerera ndiko kuvamunhu akabva kuvanhu
It's like shugetta is nt normal
yaa shugeta wakaratidza kuti umunhu mukuru neapology thank you
Yaa agona but, murume nyora wafunga mhani, atizvidiii atizvidii atiizviidiii
Kana akatuka dhewa hazvipere bho
Shugeta ngaakwane uyo asatiitire zvisina basa
Tokupai like uncle musatya
Matofo aingotukana haiwa