#decibelssongs #passionjavarecords #passionjavamusic #passionjava #sehcalaz #passiinjavalatest #passionjavaandsehcalaz
source
#decibelssongs #passionjavarecords #passionjavamusic #passionjava #sehcalaz #passiinjavalatest #passionjavaandsehcalaz
source
Munhu haaudzirwe zvekuita nemari yake
decibel ane point
True that , thank you for bringing this up
Saka mari inoonekwa nekuvakwa zvikoro here ??. Hamutongeri munhu mari yakekaah. Yausina iyoyo iye anayo period.?
uyo anorwara uyo, hazvinzi kana aine mari cause hapana asingazive kuti mukomana anayo mari,,,, zvinonzi kana aine pfungwa ngaavakise zvipatara nezvikoro,,,, kwete zviri kutaurwa na Decimal wenyu uyo, bharanzi iro
I second you Decibel
Java istupid
Good comment from Decibel java malabish anoda kushandisa vanhu
dJ Sparks ka…i spent all video distracted nepakati pebhrugwa apo…ita mushe
Decibel to the fullest………Passion Java katsotsi uye kachikwambo keZanu kanoba mari kachishandiswa nezvimadhala zveZanu
Decibel is 100%
Munhu anoita zvanonzwa mu mweya wake kuti anofanirwa kuita. Pamwe iye chanokwanisa kubatsira vanhu nemari nezvimwe zvakasiyana siyana zvisiri zvekuvaka zvikoro. I Support also vati tidashore vasina mari.
Kuave hurumende here
Ari kuvhunduka mari here ko ndiye ega aita mari muZimbabwe ingawani kune vanhu vakawanda vane mari kudarika yake asi havaite show off yaanoita iye ngaka dzikame
Ndeyake hake asi ngasashainire vasina ndozvazvinoita vane mari havana pfungwa dzekubatsira vanotambura tisina tisu tofunga vanotambura cos we know mararamirero edu
Off passion Java
Munhu anoita zvaanoda nemariyake musaudzire munhu kudya mari
Akavaka zvikoro zvozodii
Long time dezebell
Haana jealous ngavaoe zvangu zvakokoro the one
Passion musiyei akadaro amana. Munhu nemari yako unongoita yaunolavha kooopo..!
Chakakosha mabook kwete chikoro chikutaurwa nemunhu akapera was… Akutsvaga recognition Jezebel just come back in the game tione usina kutsvaga mbiri
Decibel vatipe vafana ava
king Decibel to da world
Ana dhesibhero
Yes?
Decibel haadi mari yaPassion
Ed akutadza wani kuvaka zvikoro siyanai naJava kkk
Jah man nyaya mowamza toda comments edu not enyu
kumuka kwake Decibel wacho ikoko
aikutaura chokwad
Shoko
Good point, even akatanga Kuma Hospitals uko health munyika yedu ma1
Haa aitoudzwa feya Pasion apo anotenga zvichicken singadhure mbinga noratidzika nekuita zvinhu zviri too expensive n great