D-Flexx Ft Van Choga – Organised (Lyrics)
INTRO
Skiri dang dang kindangi ndanga.
One Banga Havachabate Danda.
Zvikanzi Ndikati Ho-o.
“Shefu”
‘Chorus x2’
One Munhu Anopenga zviri Organised. Kupenga kuri Well Arranged “Van Choga”
One munhu Pakugona Ari Baptised.
NeArt rake Vari Amazed “D-Flexx”
_Verse1_
Aita mbiri muchinda ari energised.
Arimu fashani oversized.
Vamwe voti munjere haasi stabilized.
Ukazomuziva u’ll be so surprised.
Van Choga pakuita zvekupenga akapenga. Achingotanga kupenga Vakutenga.
Van Choga achingopedza kupenga. Unongoona Saga rake oSenga. ‘Wekwamudzviti’.
_B.T.Cx2_
One Munhu Anopenga zviri Organised Kupenga kuri Well Arranged “Van Choga”
One munhu Pakugona Ari Baptised.
NeArt rake Vari Amazed “D-Flexx”.
_Verse2_
Voti zvake zvine bhuku a4 sized.
Kubva kare vari advertised.
Malyriki avanonyora ari finalised.
NeSkiri riri personalised.
D-flexx akaona tsaona, Akaimba Tsaona, Tikatamba Tsaona.
D-flexx akaimba mkoma D-flexx Dola. ikaloka ese Makona.
_B.T.Cx2_
One Munhu Anopenga zviri Organised Kupenga kuri Well Arranged “Van Choga”
One munhu Pakugona Ari Baptised.
NeArt rake Vari Amazed “D-Flexx”.
#Kindly Stream, Download, Play, & Also Share From the Links Below, Enjoy!! ???
TIKTOK:
https://vm.tiktok.com/ZMerq21mc/
APPLE MUSIC:
https://music.apple.com/gb/album/organised-feat-van-choga-single/1553097730
AMAZON:
TIDAL:
https://tidal.com/album/173129529
SPOTIFY:
source
Madd tune
Bamdiki D Flexx mune ka that.
This is one of the most arranged Van choga's songs?
Mmm madofo chaiwo
D flex 28 years in the game
Well done boys
shefu
This is a maaaaad tune . heavy collabo
????????????????????????????????????????????????????
???hamuite
Kkkkk Van Choga anopenga zviri organised
Mambonzwa here lyric raD flexx boiz ???
Organised ikujambwa nemavet sofar..its uh Big ting zimbabwe. Mahwambi. Share de link
Its Anothercase………….on fire
Best collab 2021????????selecta Gabi Jones ?
Big tune dat????
SoundOn? Mahwambi ayaa #Organised?????
Zvikanzi ndikati hooo???????????
Organised boiz ummmmm, , , , big ting
Van Choga achingo pedza kupenga unoona saga rake avekusenga ????
https://youtu.be/Rg6ne50joG8