Clinton Ukama +263 78 430 7135 @ Ghetto Crown King Copyright ©™ . Mbare Harare Zimbabwe Ghetto Stories By Mad Minox The Original Ghettocrown King. For More Info Contact: Clinton Ukama +263 78 430 7135 or Mad Minox Whatsapp +263 77 963 8319 or +16472375250. Email: mbareghettocrownking@gmail.com
Support Ghetto Crown King Youtube Channel By Donating Via Paypal Link : https://www.paypal.com/donate/?cmd=_s-xclick&hosted_button_id=3J4PMEJRAPY24&source=url
source
Tajaira kuona vanhu vanotaura nyaya dzinotibvisa stress
Mad minox imbo lytai makhido uyo. One chete lol.
Uyo wekuendaku South Africa kunodzidzira Zulu odzoka asina chinhu akungogona kutaura Zulu adakumamiswa uyo
Big up to mad minox mudhara Muri cool and Maka chilla
Haha did kusekererwa
Chimimba ambo louder akati pandichabata makidho ndoda kumumamisa ukatoburitsa chigero auya makidho wanyarara manje . Uri mumero futi chimimba . Makidho ngaasauye futi pamavideos
We don't want to see this charlatan called Makido.
Makido wants to get personal with others but no one with him
Uyu tsaga anonzi makidho hatitombo muziye, Comrade Gudo ndomadhara ayo??, haa makhidho ndotsoko manje,
We want Justice for kuda. Mupfana Makhido uri Mhata
Ngochani iyo ngaimamiswe
Kanofarira kubata bata vanhu kangochani aka
Kuzama kutaura Zulu but haisi kuda kubuda dzungu 2yrs dzawanga uri kuno woita kunge wangwara
Ko kutaura uchibata bata cde Gudo? Makido kwana! Ever since you got back from SA hameno zvaungori kunge hinya hinya so! Madminox & Clinton please Makido ngaambobva achatadzisa maSupporters enyu kuti auye pano coz ari kusvota kunge chironda chemimhino
Clinton anenge amamisa makhido ndrikumupa $20. Fair pasina chitsotsi. Nduna ukamisa makhidho ndokupa$30
Kurova umwe chero muchiwirirana haa maya. Lathi siyakuluma
Makhidho achafa
Papasi makhidho
Mad Minox makhido uyo mukasa commenter kana kuita action ma fans aKuda achaona zvekuita or mucha luza ma fans
Makkhido mhata yako,tokuvinga kuzoku boloncha zva manje manje,haurove Kuda iwewe kyrwadziwa nechokwadi,,ndiwe wakamutanga mhani,getaweyi netwuchi Zulu twako twawaidzidza ku Joza uchikumbira mogo
MAKHIDHO IS ANNOYING! !PASI NAYE
Ko iwewe wakauyawo nei