Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Aaah zvogaa
Kkkk
Aaaa ndakasochiona kare ichi 2 yrs dzadariko
hurombwa
Aaaaaaaaa ndezvanhasi hre izvi
Kkkkkk mukanya vabuda mu sabhabha
Hokoyo ???
Wakanganisa mhiko. Kuromba
Mhanje manje zvinenge zvakutonzi vanobata bata napowo riri kubvawo somewhere
Ndidzo mbinga dzenyuka idzi
Zvazvakaoma nhayi mukanya
Yopfuka mishonga
Yeah vanhu Havana zvekuita shuwa
Kokana rarasikawo gudo rachi vanhu Soo munhu otonz akaromba??
Zviriko here izvo dj
??????? rabva ragara
Ummmmmm hezvooooo
Mostly during the rain ?️ season & cloud ☁️ days makudo anorasika,kudzika mugomo achitevera makore kwai igomo rakakwirira pamwe, plus they're looking for food ,ko mitero vanhu vapedza musango
Zim toshaiwa zvekuita kuunganira vabhongwe kkk
Zviri paviri pamwe mukanya varasika kana kuti kuromba muzim muri kuitika mashura kkkk
ASI zvitsva here kuona gudo kunzvimbo iyi isu kuno kuRedcliff ukatosiya usina kuvhara mawindow unowana mumba muine party yemakudo anotokwidza kupinda mudzimba kumaflats unotowana rakagara pabed
Haa hakuna mabasa zveshuwa what's so special about gudo zvekuti vanhu vanoungana kudaro
Mmmm
You can't see a baboon in dz extension it has never happened I'm from there musasimbisane kuti its normal noo its not
Avo vatanga mazimbo handione chovhundutsaaa apa ?
Haa makudo anongofamba aya raonekwa richibuda mumba here or richingova pamusoro pemba ipapa rinenge richitobva kwarabvavo rongojambira pamusoro pemba vanhu mototi hurombwa pamwe ratorasikawo zxavo
Siyai zvakasikwa naJehovah zvisununguke munyika yakasikwa naJehovah
Ndere munhu zvafumuka rakubuda pachena Godo rinogara mugomo not kuinekwa mudzimba
Hapana chinoshamisa apa.Gudo rinokwanisa kuuya kunogara vanhu . Nothing strange here
Hapana kana choshamisa.Rarasika gudo iro Hapana mashura kana uroyi
ummmm gudo pakati pe town zvakaoma
Makudo anongofamba,akambondidyira ma apple ndasiya ndakavhura door,anongofamba aya
Hazvishamise kuona makudo achipibda Muma locations… Dz extension iri pedyo nemasango