Breaking. Chipoko cha Soul jah love chakunetsa Bounty Lisa.
source
About The Author
Related Posts
42 Comments
Leave a reply Cancel reply
Login
Recent Posts
Recent Comments
- Yensh Makulumo April 23, 2022
- Tweezy Keed Official April 23, 2022
- Ninja dee Dee April 23, 2022
- Traxster 18 April 23, 2022
- charles omwoyo April 23, 2022
africa AMMARA BROWN Andy Muridzo apostle chiwenga baba harare Bazooker Chamisa chamisa latest chitungwiza Dancehall Enzo Ishall ghetto crown king HARARE Jah master Jah Prayzah jahprayzah jah signal Khupe killer t killer t latest leonard dembo Macheso mdc alliance Mnangagwa music Passion Java passion java latest prophet passion java prophet passion java latest Reggae seh calaz Soul jah love Stewart Nyamayaro system tazvida tocky vibes uncle epatan van choga Winky D Zanu-PF Zhakata Zimbabwe zimcelebs tv zimdaily Zimdancehall Zimdancehall 2021
Please please l beg you Like this video. It really helps this channel alot.
Akazviona aivepo bounty achitaura ne chipoko ndiyani nxaa vanhu ngavatsvage makuhwa kwete kutaura zvisina basa
ko ngangobisa kaa Tatoo racho
Uhmmmm arikuzviona nekuzvinzwa ndiani,me waiting for Soul Jah Love to comment ??
Pakaipa munhu kana afa haasisina ushamwari zvaakuda nyasha dzedenga kuwanda
I dont know how far true is this but all i want to share is Tattoos are diabolic and can only be removed spiritually Leviticus chapter 19 says no body piercing in the form of Tattoos as it is against the word of God in a way someone will be initiating themselves to the Devil people think is fashion but there is more to this its in that chapter i mentioned. The only way out is deliverance.
Curt Curt makunye pamanje
How come to you ???bounty
Kana chiri chokwadi ngaangonobvisa ka Tatoo racho
I don't comment such dawg
Kwete asabatsirwa please vakadzi vanoita sevakangwara akadya Mari dza Sauro dzakawanda chaizvo apedza otiza kudai atofa ndingafare seni zvangu ku side kwangu
Imbanje dzake lissa live my man alone. Let him rest in peace kunyara kuda attention kuvanhu shit
Bounty Lisa akarwadzisa Jar love for sure ngaabvise tatoo rake.haangaregi kumuka chipoko hake
Nyaya dze zvipoko dzingori nema1 adzo
Kkkkkkk kunyepa uko
Ummm l thing it's true
Bound asatombokomburena hake vakaitira soja love hutsinye namai vake muka soja love umushupe chaizvo ngaatotadza kurara
If its true there's something behind this thing Bounty
No to demon's
Yaaa pisai chaizvo Biriot asi matatooo siyanayi nawo vanhu weee
Kelvin if its true let her delete the tatoo coz it can be removed
Ko iye aimboregerei kungobvisa Tatoo racho achr ktaurirwa zvakanaka .
Cei cei Mwana wamai Birioti
There's something behind haaa zvetatto azvingapfukirwe nemunhu akazvifira zvakanaka pane zvaakaita mskana uyu achataura hake
Kelvin mwana wamai Biriot ❣
How can you run away from a man that paid your full bride prize vamwe takangoitiswa vana tikatonzi handibvise kana kiti kkkkvana hava basa aingodawo love munhu uye
Ngabvise tatoo kanarichiramba abise nechinhango chenyama yacho
Ichokwadi akanzi bvisa
Hie kavie ndiwe unadzo nyaya dzemuma street idzi
Aahh
Munhu ngaamame akarwadzisa Sauro uyo ukaona munhu akusvika pakuimba inga akataura wani Sauro kut bvisa tattoo handina hanganwa haasi kuzvikanganwa uchamama bounty
Hezvoo iii ko ndiye akamuuraya here umm
hie bro kelvin …haa lisa hasi kunypa hr
Good soul jar love munetse haasati ati eke kkkk akakurwadzisa munhu iyeye kkkk chocho ?
tell bounty nyana wenyu asiye mbanje n live my man to rèst izzy akambomusiirei ndaamame
Bvisa tatiu
Dai bounty atofa akarwadzisa sauro kusvika pakufa
Rest in peace sauro ndachema zvngu ini big fan
Mmmm is truly
Kkkkk Aaaah Soshoo nsaitadza inii Ndiyo imwe ichati wurayisa taka varairwaa?
Ngaeende kuguva kwasoul jah love anomubvisa
Zvinogona kudaro kuti arikumuka nekuti anezita rake plus akatomboudzwa kuti bvisa
siyai CHIBABABA chizorore murugare guys