Very sorry shamwari asi ndakambotaura kuti be careful usatuka mnangagwa we know what they are capable of don’t eat any food imomo hama dziripedyo please provide for him
Varume,musadaro,nyika inerunyaro hazvina kunaka,we are a family of one Zimbabwe, if you love your country, do not bit anyone. Let love lead,in all political parties, leaders speak love not crushing, may God help us to love each other.
Sorry madzibaba get well soon we are praying fr speed recovery ngatiende mberi Thank Mr president for visiting madzibaba showing he is not are alone thank you thank you president NGAAPINDE HAKE MUKOMANA WE CAN'T KEEP ON SUFFERING LIKE THIS
Tell us Mr munangagwa why are bulling Chamisa' s supporters . Zanu pf supporters are safe??.zuro RINO apa makauraya supporter rachamisa apa makurova madzibaba tirikuda mhondi idzi into Justice.
These are the results of not respecting the law enforcement agencies. Dai madzibaba ava vaiverenga Bible vaiona panoti madzimambo ngaaremekedzwe. Mambo haasimudzi munondo pasina. Saka please do not use the word if God in vain.
Eish,that's terrible.I doubt if they were the real ZR police.They must be vamwe vaya vanotumwa kunotora vanhu for dubious, unearthical,unhuman and unGodly works.Hakuna police inodaro.Those guys in police vanotodawo shanduko and would never treat you like that.They are so heartless.I pray for your protection and your covering in Jesus name.
Is there a clause or section of our constitution that stipulates the arrest and persecution of civilians in yellow. These are Zanu pf elements, still living in a yesteryear one party state mentality.CCC is there to stay wether you beat it's supporters or maim them.This time we shall stand , never to back off.
ZANU is always lie by saying there is democracy in the country yet they are killers. That’s why sanctions are enforced every time, they turn to say CCC invited them. Lies Lies Lies chete.
Mungwarire imomo vanokupedzisai vanambwa ava havana moyo
Iam so sorry Madzibaba,but remain strong "WE SHALL OVERCOME"
Get well soon Madzibaba veshanduko
Very sorry madziba
Get well soon Madzibaba tinosvika chete .Mwari havadhakwe
Another torture story. We follow it with great enthusiasm.
Very sorry shamwari asi ndakambotaura kuti be careful usatuka mnangagwa we know what they are capable of don’t eat any food imomo hama dziripedyo please provide for him
Munoita zvakanaka madzibaba tinoramba tichinamata. Musadzokere kumashure pambere na CCC chamisa chete chete
Very sorry madzibaba ndarwadziwa hangu
Varume,musadaro,nyika inerunyaro hazvina kunaka,we are a family of one Zimbabwe, if you love your country, do not bit anyone. Let love lead,in all political parties, leaders speak love not crushing, may God help us to love each other.
May the Holy Spirit heal Madzibaba ….. munopora …… vanoita hutsinye hwakadai Itai zvenyu ASI muzive Kuna Mwari kudenga
Zvakaoma shuwa ndopolitics dzacho hr
Sorry madzibaba get well soon we are praying fr speed recovery ngatiende mberi Thank Mr president for visiting madzibaba showing he is not are alone thank you thank you president NGAAPINDE HAKE MUKOMANA WE CAN'T KEEP ON SUFFERING LIKE THIS
Get well soon Madzibaba , God protect and heal you
Tell us Mr munangagwa why are bulling Chamisa' s supporters . Zanu pf supporters are safe??.zuro RINO apa makauraya supporter rachamisa apa makurova madzibaba tirikuda mhondi idzi into Justice.
Zanu pf muri vaurayi chokwadi hamunyare hr ..munosvika kupi naiwo ma Cid acho muri right right hr
So, they allowed cameras inside?
Zvorwadza izvi. Vanhu varikuita izvi zvekuponda vanhu varikufimura Mukuru wavo Garwe uyu ndozvinhu zvacho zvinounza ma sanctions izvi. Ndarwadziwa chaiko apa mapurisa acho anotamburavo zvawo
These are the results of not respecting the law enforcement agencies. Dai madzibaba ava vaiverenga Bible vaiona panoti madzimambo ngaaremekedzwe. Mambo haasimudzi munondo pasina. Saka please do not use the word if God in vain.
Ndozvavaiita during the war vairova nekuuraya vanhu vanga vari innocent. Cruel regime.
Eish,that's terrible.I doubt if they were the real ZR police.They must be vamwe vaya vanotumwa kunotora vanhu for dubious, unearthical,unhuman and unGodly works.Hakuna police inodaro.Those guys in police vanotodawo shanduko and would never treat you like that.They are so heartless.I pray for your protection and your covering in Jesus name.
Is there a clause or section of our constitution that stipulates the arrest and persecution of civilians in yellow. These are Zanu pf elements, still living in a yesteryear one party state mentality.CCC is there to stay wether you beat it's supporters or maim them.This time we shall stand , never to back off.
I wish you speed recovery madzibaba
Thank you President nekunoona madzibaba
Mmmm zvakaoma
Speedy recovery madzibaba
Get well soon Madzibaba,kudenga kunamwari vanonzwa,tinosvika chete vachida vasingade
Get well soon madzibaba Mwariwee tinzwewo vana ve zimbabwe tatambudzwa isu ??
Ah sorry madzibaba veshanduko get well soon tiri kuipinda munyika yeCanaan vasingadi vachida God is in it
https://youtu.be/20o6IVk_VCQ
Tichaona zva 2008
ZANU is always lie by saying there is democracy in the country yet they are killers. That’s why sanctions are enforced every time, they turn to say CCC invited them. Lies Lies Lies chete.
They are playing their game well , ….
I told you kuti mucharohwa vamwe venyu vakandi tuka hezo
Get well soon madzibaba
So sorry about this asi nguva ichakwana hayo yekuti Mwari vatinzwewo
Ukadenha hondo ndeyako kana uri wechurch unoitirei politics,vechurch ndovanhu vanofanira kunamatira president
Siya zve politics,ukaita politics unobata ropa kana uri wemadzibaba ibva ku politics ndimi mutukisa chipositori siya kupandukira hurumende
Waida kubvisa statue ya mbuya nehanda ndiwe wakaiisa ipapo,unofira mahara
Haaa vanomurovereiko murume uyu anozvifarirwa hake
??
Mhanya nembiya tivadire magate matatu emvura nenhombo nhatu vonongedza kumabvazuva vanopora
Une zera naED here .. zvoto zvemazera ungati shit ngwena shit iwe uchaita order zvako
Ndimadzibaba VESHANDUKO HERE AVA