Baba Harare ft: Tongai Moyo | Muchina Muhombe Baba Harare Musadaro Watamba neMvana (3) Posted by ETV ZW | Mar 9, 2022 | Jah Prayzah | 34 | Baba Harare ft: Tongai Moyo | Muchina Muhombe Baba Harare Musadaro Watamba nebvana source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Stimulus Package on March 9, 2022 at 12:16 pm Kondaimboziva kuti Baba Harare vanodzvanya gitare kudaro …what a talented guitarist!anogona kuimba futi Reply
Nation israel Chibi on March 9, 2022 at 4:06 pm Kutogona kudarika Peter wacho, Peter anopenga here Reply
Victor Fast on March 9, 2022 at 7:10 pm Ndizvo zvinongotadzwa napeter moyo chete izvozvi zvaita nababa Harare izvi haa Reply
Njoro Kurumbu on March 9, 2022 at 7:46 pm Good work bro, please if you can bring someone who can do these tongai moyo rhythm guitar the way you did for macheso Reply
Luuweey Chibbs on March 9, 2022 at 10:37 pm Haa mavaremera .. mukoma ve bass vanodhonza tambo ndati.. Reply
ETV ZW on March 10, 2022 at 10:06 am THANK YOU FOR WATCHING❤ PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE??? Reply
Washington Kesi on March 10, 2022 at 1:20 pm Braveman u are so brave that ur braveness gives brave to do the miraculous things uri ma hora chaiwo ramba wakadaro. Ramba wakadzvanya. Reply
Raster Man on March 10, 2022 at 10:56 pm Father City tikuda 1 song yavo sungura kkkkkk akapenga muchinda uyu Reply
Njoro Kurumbu on March 11, 2022 at 4:30 am Tongai moyo rhythm guitar covers, if possible soon bro… Watching from Nairobi, Kenya and please keep up the work Reply
Regis Trading Zimbabwe on March 12, 2022 at 9:16 pm Haaa ndabva ndamunzwa Ari kumasvingo dhewa I think last show yake masvibgo Reply
Ernest Musekiwa on March 13, 2022 at 1:33 pm Vese vanoti baba Harare havagone vanonyepa or vanoita zvekuwudzirwa. Mupfana anogona uyu kwete zvekutamba Reply
mataxy Joe on March 14, 2022 at 1:59 pm Uhmmm baba harare uhmmm gitare unodzvanya kkkkk ka lead kako hakana kuchipa aaaah. Reply
Father dhorobha
wire wire kakata
Anonzani muchinda webase
Famba Bravo
Baba waharare maane mahwani imi
Anx to ETV ZW for such videos much love ❤
Peter ari kuzvinzwawo here izvooooo?
Kondaimboziva kuti Baba Harare vanodzvanya gitare kudaro …what a talented guitarist!anogona kuimba futi
Musadaro Peter guys kkkk madambura dambura
Famba nayo baba harare
Kutogona kudarika Peter wacho, Peter anopenga here
Ndizvo zvinongotadzwa napeter moyo chete izvozvi zvaita nababa Harare izvi haa
ummmmm father City kuseri❤❤❤❤?????
?????
Good work bro, please if you can bring someone who can do these tongai moyo rhythm guitar the way you did for macheso
Famba baba harare
??????
Haa mavaremera .. mukoma ve bass vanodhonza tambo ndati..
Famba wezhira famba city father
Baba Harare wanosota nevoice zvese
Baba harareeeeeeeee
THANK YOU FOR WATCHING❤
PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE???
Braveman u are so brave that ur braveness gives brave to do the miraculous things uri ma hora chaiwo ramba wakadaro. Ramba wakadzvanya.
Fotocopying chaiyo pamaVocals
Father City tikuda 1 song yavo sungura kkkkkk akapenga muchinda uyu
Tongai moyo rhythm guitar covers, if possible soon bro… Watching from Nairobi, Kenya and please keep up the work
U sing it better than muridzi we nhaka yacho
Such a talented monya
Rythim ragonekwa iro
mukomana ari oa Extra Basso uyo weduwee
Haaa ndabva ndamunzwa Ari kumasvingo dhewa I think last show yake masvibgo
Vese vanoti baba Harare havagone vanonyepa or vanoita zvekuwudzirwa. Mupfana anogona uyu kwete zvekutamba
Uhmmm baba harare uhmmm gitare unodzvanya kkkkk ka lead kako hakana kuchipa aaaah.
Takaendaaaaa