Clinton Ukama +263 78 430 7135 @ Ghetto Crown King Copyright ©™ . Mbare Harare Zimbabwe Ghetto Stories By Mad Minox The Original Ghettocrown King. For More Info Contact: Clinton Ukama +263 78 430 7135 or Mad Minox Whatsapp +263 77 963 8319 or +16472375250. Email: mbareghettocrownking@gmail.com
Support Ghetto Crown King Youtube Channel By Donating Via Paypal Link : https://www.paypal.com/donate/?cmd=_s-xclick&hosted_button_id=3J4PMEJRAPY24&source=url
source
Ko ma cape nehat dzavo idzo, kushaya tsika kauko mapenzi evanhu nhai, vakwasha vanani avo vakaora kudaro
Ko Oscar sei anga asina mask?
Ndrkurwadziwa ?rest in peace souro
Hanzi na Calaz, "ma camera time time, ma camera tokufonerai"
Thot tiripakuchema not kusvaga kuzikanwa
Typical Zimboz umwe uyo aktokorovhera mari yedoro?
Calaz ndakamukwapaidza, handina kumbomupa nguva yekubatanidza
King imbotsvagaiwo supa yut amana
prophet oscar havana mask havo
Ko yekt 30 pafuneral kkkkkkk
Oscar pambuka puts no mask. He is not wise
Pambuka ngaapfeke mask
maceleb eduwo zvakaoma
kushaya hunhu bvisai mahat
Zvekuti muno mune covid kunyeperwa chaiko uku nezvirikuita vanhu kuzodawo selfie vanhu vanozonyanya mmmm
Ha iwe akati ukusapfeka mask unobatwa ne corona ndiani?? Munhu anoita yaalover bhururu
Ma1
Team iro dai ratibvisira makepesi
thank jah prayzer for your love
pambuka
Well done guys ??thts wat Zimbabweans r made of we r there for each other ???
Oscar haana kana mask zvake…vakomana beware Covid is real kani
Ko kusabvisa hat pakumhorosa vakuru avo vafana vana calaz. Haa iz guys are moraly fukd
Oscer
Why not abide to the laws of the coronavirus? This is stupid!
Vakuwasha vangu kana kutyora makumbo zvenyu pamberi Pana ambhuya?
Rest in peace chibaba
But homboy Oscar hindaa kusapfeka mask ,, haa musadaro
simba apo
RIP sauro
I don't understand why those ladies just laughed…
Nor be lie brother, run oo
Rest in peace Chibaba
Well done guys …Seh Calas …Oscar…Jah Prayzah
https://youtube.com/channel/UCmzdfMQ5L9Huj9mQRVkAojA
This hurts?