#apostlechiwenga #jahprayzah #prophetmakandiwa
Apostle Chiwenga took a swipe at Jah Prayzah over Emmanuel Makandiwa Song recently released by Jah Prayzah, titled Eriya.
source
#apostlechiwenga #jahprayzah #prophetmakandiwa
Apostle Chiwenga took a swipe at Jah Prayzah over Emmanuel Makandiwa Song recently released by Jah Prayzah, titled Eriya.
source
Java arikusimudzira maartistes Chiwenga akuwisira maartistes pasi.What is it guyz,lets support each other.Vanhu tinonzwisisa bible zvakasiyana,everyone anoshanda nemanzwisisiro aanenge aita,musashora.
Ndozvandakataura kuti tinoenda kudenga ivo vachisarira chipurisa chisina mubhadharo
Inini ndinotoda arimaAudio avo vachitaura nesong yacho ndokuti zvitaurike zvakana kwete zvauuri kuita izvi
Nawo makuhwa mkoma kundie lol
I think this was just a song plus JP didn’t say kuti Eriya aenda nengoro yemoto lol plus mubible hapana station yekuenda kudenga JP haasi gospel singer it’s just how any singer makes songs eg Winky D nengirozi killer t namai Maria vanaTocky uko lol iyi yangonetsa kuti JP ati Makandiwa mutumwa waMambo
Only Jesus ? went to heaven
Chiwenga is crazy Go to he'll
How many are going to heaven who is going to choose who is to heave ba Chiwenga
Tell me about Paul was a sinner before and a follower of Jesus afterwards so please Stop harassing people even J P is doing so only God is going to judge him not you
You telling people about God do you know his name there man God s or God s on earth his really name for himself is what and what does it mean as God says heaven it's for him how many are going to heaven and for what How many are not going and where are they going to stay
I Bible says somebody laughs to a certain person when he see that person have a stick in his eyes not seeing his that's what you are Chiwenga
Kana makunwa chapomba nevanozviti Apostle avo ka inwai muchiisa mvura .siyanai naja praizer uyu .munongohukura hukura musiyei Ja wedu uyu .iwee Kundai Hakuna kana mapurisa edenga.Chiwengwa akarwadziwa ende acharamba achirwadziwa nevanhu .ende VaMakandiwa tinovada .Fake Apostle venyu ivava ngavahukurire kuchurch kwavo kunoenda vanoda hunhu hwavo
At least Jay Israel anombotaura true words
I think chiwengwa akarwadziwa nemashoko
Hanzi dai ndangandiri nhume yehondo ndaidzorera
Woow song iyi yakarukwa sure
What I think is K'ndai you shouldn't have take sides.
Kkkkkkkkk ndaseka zvangu
Burisa redenga haaa avo havakusie zvekudaro
Inga unotuka vanhu wani ,,,, soo why judging Jah prayzah ,,,, chinamato hausati vakuchiziva ,,, unovenga but hausati vakuziva kunamata chivengwa ,,,, anodya sadza kumba kwenyu here ,,,?..
Leave JP wedu alone
Chiwenga is full of bitterness, one wonders why for a man of God. Prophet Makandiwa is the bigger man never stooping down to those levels. He has the wisdom not to get involved in child's play. Jah Prayzah sando dzako for recognizing what God has already elevated. Songs remain songs not scripturally perfect!
Apostle Chiwenga, he must know that JP is not a pastor he is an artist wat matters most is his art kunakidza kwazvo tojamba magoma
Department of Heavenly FBI Oh My God ????
Nothing wrong with JPs lyrics. Eria mutumwa wedenga zvitori correct. Makandiwa mutumwa zvekare correct. JP anoda hake kuenda nengoro correct. whether Eria akaenda by wind this time na JP voenda nengoro correct. Pakabhabhatidzzva JP manga musipo.
Hahahaha ane bhora ndiye anomakwa
Apostle chiwenga siyanai naJ.P magwaro munavo tozviziva Mukudzei he is just an artist he is not a preacher of gospel banatai mbavaidzo anapanganai gava/java hamheno
To hell with that book called bible. Only recently that book was shipped in Africa. Mxm. Mukabviswa dzungu rekupocha western religion's muchasvika kure
Chiwenga is not headmaster of heaven this Bible akatanga kuriverenga manje musondosi wekumasowe
Kundai you should try to be equal and stop to exaggerate zvana FBI wekudenga zvako izvo. Handinei na Chiwenga but i saw this video yako i went straight kunoona video yachiwenga.
Munhu akamhura mwari anofanirwa kubatsirwa. Zvekuit ndi artist hazvireve kuti ngaite blasphemy.
Jesus said noone will go straight to the father but through me.
He (JP) undermined the words of Jesus and said Eriya huya utiendese kudenga nengoro yemoto.
Makandiwa himself should have addressed JP kuti usatambe nezita rangu nezvisizvo.
I personally JP kusvika kubonzo but that blasphemy is not good all.
You were supposed to project that verses aukuti wakaverenga not kunyora kuti kundai chitima zvaita toona kuti arikupenga ndeupi.
Chiwenga is not taking a tape measure as you are saying. Iwewe futi ukuti Chiwenga mufarisee wenguva ino wasiyanei na Chiwenga wacho waurikuti arikupenga iwe usina kana kubata bible.
Tsvagai Jesu achawanikwa muponeswe not kutsvaga Eriya.
Even JP wacho pakupera kwe song anoti
"Chinguri tapinda munzira tinosvika here"
Plus Jah akatoona kuti Makandiwa kuna Jesu haakwane ndosaka akamutsvagira Uber Eriya.
Hakuna apostle anopenga kudaro everytime he sees dark spots kuvanhu vese iye ndiye aniko
Honye dziri kuuya
Kkkkkkk dude you are funny zveshuwa lol
Manu ngaauye kumusangano wekuvheta gospel.
Why is this pastor attacking everyone rather than preaching the word .politics ariko kuvaimbi variko calling yake iripi this guy is really confused he really need help anofanirwa kutendeuka .dai Mwari amubatsira
i think its a cold war btwn Apostle Chiwenga and JP ma religious avano believer akasiyana…
hey pakaipa
Chiwenga is the best man of god
I believed vachivenga prophet