Social commentary video
Chimuti Chedare
Descripition
-?chimuti 4-kurume 2022 (kuitira tsvina mumba munechitunha)
CR: NFM ZIMBABWE
source
Social commentary video
Chimuti Chedare
Descripition
-?chimuti 4-kurume 2022 (kuitira tsvina mumba munechitunha)
CR: NFM ZIMBABWE
source
Ndatiza nechimuti nhasi ndini ndinachoooooooooooo Poooooooooo Riiiiiiiiiikiiiiiiiiiiitiiiiiiiiiiii bvuuuuuuuu
Yeeees
Tachibata chimuti
Madzuka Bwanji Pachimuti
Pooooooooooo watching from jozi takachibata chimuti
Dai kuzvirisa kwarwadzisa maziso, mamidwives ose vangadai vachaona here. Vange voda nyama ambuya ava
Zvakaoma zviri kuitika munyika .. mwari pindirai chiiko kuzviuraya veduwe
Paka paka South Africa takachibata chimuti pamberi Nebasa
Pasi pano pakutyisa kugara
Hiiiiii mbuya yamukuta vano shereketa haaaa
Haaaaaa nyangwe kuda kuripwa kwacho haaaaa
Ndini first pano
Vanhu kuroya vanokunyanya unobva washaya kuziva kuti 'science' dzacho dzinofamba sei?? mbuya nyamukuta avo ngavapfukirwe maningi kusvika vati Baba nemuridzo shuwa kuurayira muvakidzani wako mwana pedzezvo woita chimbuzi Mumba make ndokuti unedegree rekudheerera
Saka Mbuya nyamakuta vachiri kuda mugirazi nemombe here since vauraya mwana wacho, kana kuti vaakuona zvavo nekuuraya kwavakaita???.
Amai vekuchingamidza muzvere avo mukati havaroyi here or panemuvengi akarwadziwa nekuchingamidza kwavakaita??♀️, zvakatooma.
Baba nemwana wavo must be castrated, ringaite dzinza rema rapists here shuwa? Nyangwe amai vacho must be arrested as well, she should have protected her daughter from the word go maybe mwana mukomana would have learned from that kuti imhosva, nxaaaa