Produced by Oskid
Follow Sabastian Magacha
▶ Facebook: https://www.facebook.com/sabamagacha/
▶ Instagram: https://www.instagram.com/sabastianmagachaofficial/
Copyright © 2021 SABA MUSIC
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a YouTube channel, without the prior written permission of the publisher.
source
This Jah Praizah Mhondoro yedu, unogona this is Zimbabwe Got Talent. You rock Gamba
varume munogona zvenyu "mweya mutsvene nditakure tiende"
Am hooked to this song ….
Wow this song is on fire ???
Wow
Tiri vana veminana tinofamba muminana tinodya minana tinotaura minana!
Mweya mutsvene nditakure tienda ,handizive kuti varume vairi ava vakaita kufemerwa na Mwari here,chimbo ichi munhu vese andiri kutumira, ari kutenda kuti ndichiona payiko ,chimbo chino komborera kudai .Ini chandikomborera zvikuru.Ndiri pase pandinenge ndiri ,ndikango wana kamukana ndinoto iridza chete.Thank you boys.Mwari akuitirei nyasha ne mhuri dzeyu
Muhupenyu tino sangana ne miyedzo yakawandisa asi Mwari anotigonesa ,hati chambo cheuka futi kudzokera ku mashure.l am in love with this song.No more tears in my eyes anymore.
Mweya mutsvene nditakure tiende ??????????ah well done guys
Haa kuseri
Amen vanotigonera Ishe
This guy he is rocking
Someone please help me with the lyrics of the song in "Shona"..
I so love the song❤❤❤❤
Love you Saba