From the Album “Gwara 2021”.

? Jah Prayzah – Svovi (Lyrics)
? Comment below your favorite lyric!?
Subscribe here : https://www.youtube.com/channel/UClUf-lxhevvZ_LIfAwdUMZA?sub_confirmation=1

Lyrics :

Cheka, kana ndakacheka mucheka
Bokola, kana ndichifamba naDarlie wangu
Seta, vasikana vakunzwa nyota
Bokola, twunhu twandinoita naDarlie wangu

Svovi yangu tichangofamba tiri munzira imweyo
Svovi yangu tichangoita chero zvadiwa nehana

Sunga, sungano kutii nga-nga-nga sunga
Kiya, kana mbambamba kiya
Nhingai nyama, vasikana ndati imwai mhamba
Vharai dama, vakomana ndati chinjai mupaka
Halla, kana wandigaya halla
Tamba zvinyoro nyoro semukaranga

Eeh-Eh-Eh (gaya gaya)
Ukanditsvinyira uchandigaya
(gaya gaya) Eeh

Svovi yangu tichangofamba tiri munzira imweyo
Svovi yangu tichangoita chero zvadiwa nehana
Svovi yangu tichangofamba tiri munzira imweyo
Svovi yangu tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi yangu tichangofamba tiri munzira imweyo
Svovi yangu tichangoita chero zvadiwa nehana
Svovi yangu tichangofamba tiri munzira imweyo
Svovi yangu tichangoita chero zvadiwa nehana

? Artwork: Unsplash
Submit your music here: oasicstudios@gmail.com

#Jah Prayzah #GwaraAlbum #Svovi #2021 #Lyrics

source