A HARARE Pastor Gives Cabbages To Church Members | JANUARY AKAIPA Posted by Saint Tv | Jan 6, 2022 | Youtube | 23 | A HARARE Pastor Gives Cabbages To Church Members | JANUARY AKAIPA #Prophets #Harare source Share this:FacebookXLike this:Like Loading... Related
Maths Zone African Motives on January 6, 2022 at 2:44 pm January Disease Uncle . Yah paipa.Uncle mutarise email yandikutumirai ndokumbirawo ?☺️ Reply
Judith Nyakunuhwa on January 6, 2022 at 3:13 pm Kkkkkk yowee cabbage here veduwe ko mafuta acho nehupfu kkk Reply
Iris Gonese on January 6, 2022 at 3:57 pm Chakaipa apa andichioni. Munhu anopa chaawana. Cabbage rinehutano zvakare. Musada kushoora vanhu. ? Reply
Carlington Kapfudza on January 6, 2022 at 3:58 pm No mask, no sanitizer. This is why the government bans churches we get irresponsible for nothing Reply
prince chareka on January 6, 2022 at 4:53 pm Pastor avo vano jayirira vanhu vakut cabbage racho rodyiwa rega hr hupfu wacho urikup huh pastor ava vanoda kutemwa nema cabbage avo Reply
Shupikai Nzara on January 6, 2022 at 6:51 pm Maonere enyu vanhu handiwo aMwari.chakashata pakupiwa cabbage chiiko Reply
Betty Betty Peter Betty on January 7, 2022 at 11:46 am It is gud to give what u have ndopanotangira huroi kuda kudya nyama mbishi Reply
Winnie Singizi on January 8, 2022 at 2:54 pm Pamwe vakarima macabbage akawanda ndokubatsirawo kereke Reply
Kkkkk Hino cabbage racho vachanoridya nei?
January adonyangara peno nhai
?????
January Disease Uncle . Yah paipa.
Uncle mutarise email yandikutumirai ndokumbirawo ?☺️
January anenharo kani ??????
Mawanirwe nyasha shuwa ???? zvakaoma kudai
Kkkkkk yowee cabbage here veduwe ko mafuta acho nehupfu kkk
vaita bsa
Maybe the pastor has a farm
Vaita basa chose nekuti kwedu hatipiwe isu
Chakaipa apa andichioni.
Munhu anopa chaawana.
Cabbage rinehutano zvakare.
Musada kushoora vanhu. ?
No mask, no sanitizer. This is why the government bans churches we get irresponsible for nothing
zvirinani veduwe , kunze uku hakunawo kumira mushe
Pastor avo vano jayirira vanhu vakut cabbage racho rodyiwa rega hr hupfu wacho urikup huh pastor ava vanoda kutemwa nema cabbage avo
Fresh kebina??
Maonere enyu vanhu handiwo aMwari.chakashata pakupiwa cabbage chiiko
Maths dzandira / january covered
It is gud to give what u have ndopanotangira huroi kuda kudya nyama mbishi
Tawanirwe Nyasha ??????,
?????
VAWANIRWE NYASHA NE MACABBAGE
Pamwe vakarima macabbage akawanda ndokubatsirawo kereke
Pastor vanopenga ava