Soul Jah Love was once saved by Prophet Walter Magaya when his leg was amputated. Prophet Magaya feels he could have saved the Zim dancehall chanter if he rushed to him.
source
Prophet Walter Magaya Says He Could Have Saved Soul Jah Love If He Came To PHD For One More Touch
![Prophet Walter Magaya Says He Could Have Saved Soul Jah Love If He Came To PHD For One More Touch](https://i0.wp.com/zimdancehall.tv/wp-content/uploads/2022/03/Prophet-Walter-Magaya-Says-He-Could-Have-Saved-Soul-Jah.jpg?resize=480%2C360&ssl=1)
Magaya usataura zvisina basa ita zve covid
My brother volume nhasi matidzikirei
Magaya usafarise enda unorapa vanhu vane Covid unopa munhu hupenyu iwe unaho here? Dzorera vanhu mari dzawakaba nxa. You are fake and Covid has humbled you. Let Chibaba rest easy.
Magaya mmmmm let me zip my mouth
Akwane
saka zvichabatsirei zvekutaura iye munhu afa..zvaratidza kuti ipwere mukuru uyu
Magaya watanga!
Magaya kwana wazvinzwa uri Mwari iwe benzi remunhu
I remember him there
He was healed but he falls back
Zvakanzi na Madminox tikunmamisei maprophet kana matanga. Minox pliz give us a signal timamise munhu
Magaya in‘anga chaiyo akungotaurawo kuti awane mari.Tinokuzivai mese fake
Save kuti ndiMwari here, saka arikuti anowedzera Mazuva emunhu here?
Magaya is not God, God could touch soul jah from anywhere he was. God's presence is omnipresent and as a prophet and so called man of God he should know better than post meaningless comments. ??
Guys magaya yasi mwari guys Dai zvaidaro Moti dai vanhu vachifa here guys ka kudenga Kure uku.
If l were to choose between science and this flimsy prophecy, ndaitora science.
Post mortem unoti kudii. Inoti dai akaenda kwaMagaya? Haimbofa yakadaro. Musatitambisire nguva maporifita enhema. Kufa murau wakatemwa naMwari. Uyu mukomana nguva yake yakanga yakwana. Hapana anogona kudzivisa rufu.
Iye zvino vangani vari kufa after this young man.
Muoorofita uyu ngaangoenda anomisa rufu rwacho.
Hapana aingoda kumutorera mari.
I thank God for using the prophet ,anga akadimbirwa makombo
There is only 1 God nei wasina kuzarukirwa kuti sauro arimunhamo
God is the owner of life He gives and takes whenever he wants no one can do anything pa decision yaMwar..we all take the same route only God knows when and how
Thus utter rubbish, kuti uri Mwari here?
ummmh guys Mwari ndiye anopa hupenyu ska W.Magaya anoti ndiMwari here? Zvimwe zvatinotaurirwa nemaprophet aya ummh zvakaoma